Life After Wapera Sugar Mumastreets Part 1

Life After Wapera Sugar Mumastreets Part 1

Zvinotosiririsa kana pasina sugar tea haimbotapire panenge pasisina kakunaka kaye. Attention yese iya panenge pasisina yawaimbowana munhu unenge wangova munhuwo.

Inbox inenge yava dry futi unenge wakungotaurawo nevanhu one or 2 pa day.Sometimes kutoshaya anokushanyira kuinbox.Vanhu vaye vaimbouuya ku DM vachikutaudza taudza unenge usisavaone ko unenge usisina basa kaa.

Kana uri mufesi vasikana vese vaye vaiuya vega kuinbox unovashaya, kana uri musikana vakomana vese vaye vaiuya vega nekuwanda kwavo unenge usisavaone futi.But kuvasikana ku inbox zvogona kusachinja traffic inongodzikira mbichana.

Mumastreets inenge ingori apera uyu apera munenge makunyadzisa kufamba.Zvinotoda kushinga hondo yacho haipere yekuti apera uyu.Kana usina kusimba unotombobaya offline button.

Pakangoita anosimudza nyaya dzevanhu vapera mumastreets unenge uri case study kk kuitwa ka example. Munhu unobva wanyatsofilla zvinofilla ma Celebrities chaiwo kana apera sugar.

Kana mafriends anochinja futi emumastreets unenge wakutamba neshamwari Nyowani. Hameno zvazvoita so zvinongoitika zvega hazvinzwisisike. Unozongosarwawo ne one or 2 ma friends.Kupera sugar ma1 ha ha .

Ma tags nema notifications anenge ava ma shoma shoma.Imagine munhu waimbowana over 2000 notifications pa day, now wakuwana less than 30 pa day. Nekufamba kwenguva unotojaira woita adjust nezvinenge zviripo chero hazvo zvichidzimba inside.

Munhu unenge wakurova twuma motivational posts futi.Hameno zvazvoita unenge wane new calling kuzvarwa patsva.Ma motivational quotes anoita kuti unzwe mushe.

Dzimwe nguva account inombonyarara kuita senge pafiwa zii pasina kana ka message notification kanopinda. Ka lonely silent world chaiko.