Jethro Aramba Zvekujairirwa

Jethro Aramba Zvekujairirwa

Mukomana Jethro akuchema chema nevanhu vakumudherera mumastreets. Haasi kufara nazvo. Munyori akati regai abvunze mukomana mivhunzo mitatu. 

1) Why vanhu vari kukujairira?

I think people disrespect me because ndoparidza chokwadi chavasingade kunzwa ma accounts akaita sana  Vigie ,6ix, MakdShelby, Controlla , Shona-Man ahwadi kurinzwa shoko iroro saka zvinovabata bata. 

2) How do you plan to deal nevanhu vari kukujairira?

Very easy , ndichavapedzera one bye one

3) Ndeapi mashoko mamwe aungade kuti vanhu vari kukujairira vazive?

Ndiripo hakuna kwandinoenda , i will come back stronger