Mukuda kurohwa Operation Murambatsvina Mumastreets

Mukuda kurohwa Operation Murambatsvina Mumastreets

Vane dzimba dzisina mapepa dziri kupazwa ha ha. Vane ma accounts ane time asiri kushanda pamazuva anotevera anogona kungovharwa. Izvi zvataurwa nemukuru wemastreets eTwirra. 

Hameno kana zvikabudirira l remember makore abva aya vakamboda kuzvizama vakazosiyana nazvo vanhu vachema chema.