Reunion Music Yadonhedza Down On My Knees

Reunion Music Yadonhedza Down On My Knees

Aka ndakasangana nako mumastreets kakandinakidza. Chikwata ichi Reunion Music chine ma vocals anospaka kunzwa ne message inodzidzisa. Zvodawo kuti vanhu timbopota tichipfugama tichinamata kuti zvinhu zvifambe mushe. Inzwai nekuona vhidhiyo ravo re Down On My Knees.

​​​​​​Moverenga zviri pazasi apa ndazviba ku YouTube kwavo zvotaura nezve trck ravo iri. 

Down On My Knees is an old time religion song that most of us sang and enjoyed growing up. Choirs and congregations loved it and still do... The words of the song really made an impact in many lives. When you are feeling lost turn to God, sing this song and share it with your family as Elizabeth did, once she was inspired she shared the song with her Reunion Music family and today we have it on video playing in your homes, offices, churches, schools and cars. Be blessed!!! 

Rearranged by: Elizabeth Tafuma

Vane kamwe futi kavachadonhedza pamberi apa.