Top 5 Yangu Kubva Mubhama Nyowani RaSaintFloew

Top 5 Yangu Kubva Mubhama Nyowani RaSaintFloew
Top 5 Yangu Kubva Mubhama Nyowani RaSaintFloew

SaintFloew adzoka nebhama nyowani rinonzi Rise and Lead. Muimbi uyu ndomuziva achidonhedza twuma banger anoflowa zviri unique, zvinoita kuti asiyane nevamwe vaimbi vagara varimo mu industry yekuimba. 


1) Prayer aka kanopisa kakandipinda mubhonzo ndanzwa nekukadzokorodza. Sezita rako kaprayer bho. Kakutrender kari pa number 7 ku YouTube.

2) Musande chi beat cheapa chakabikwa chiri sick chopisa. Choita kutambisa madhanzi. Vhidhiyo racho riri bho simple. 

3) Bhinya Boss ichi chi banger  ndangotanga kugutsirira musoro.

4) Chidhumo NaMasendeke aka kari kutrender kari pa number 3 ku YouTube. 

5) Rise and Lead

Yaa maiona kaa top 5 vanoda kunzwa bhama racho munoribata apa

 

7Th Of October  marks a profound chapter in my musical journey #RISE&LEAD This is me…

This 1st album sums up  the nature  of my artistic evolution, every lyric and melody, a testament to my growth and passion poured into every track #14 .It’s a result  of dreams, countless hours in the studio, and dedication to my craft.

I hope these songs connect with you, offering a glimpse into the emotions, experiences, and stories that have shaped my life. From the first note to the last, #RISE&LEAD is a journey through love, loss, hope, and resilience. 

Thank you for seeing me, supporting me, and loving me. It means the world! #Mamonyaetea

Posted by Saintfloewmusic on Thursday, 5 October 2023