Twirra Yakuratidza Nhamba YemaBookmarks Pama Tweets
Mazuva apfuura aya mumastreets twitter yakataura kuti number yema bookmarks anenge akubudikira pama tweets. Yakambotanga nekuratidza ma views pama tweets now yakuratidza ma bookmarks hameno kuti pamberi apa vachatiratidza zvipi.
We love Bookmarks for saving Tweets to revisit later. Starting today on iOS, you’ll now see the total number of times a Tweet has been bookmarked on Tweet details.
— Twitter Support (@TwitterSupport) March 16, 2023
According to Techopedia a bookmark is a Web browser feature used to save a URL address for future reference. Bookmarks save user and browser time, which is especially useful for Web pages with long URLs.
Yaa kune vaye vanenge vachida kuziva kuti bookmark chii. Right pamufananidzo uri pazasi apo mukuona tweet ya Hatiperi iyo apo pandaisa kamutsetse ke green. Zviri kuratidza kuti tweet yaitwa bookmarked nevanhu vaviri. Kana munhu uchida kuita bookmark a tweet unobaya apo pandaisa ka denderedzwa.