Kufushirwa

Pandangokaona mumastreets ndaputika nekuseka kakanyanya. Kanoita deserve kuiswa pama banger. Hameno kuti mukomana uyu anonzi Tinazee anenge azvifunga nguvai. Senge nguva ino yekunaya ino haisi yekufamba mumadhaga unowacha ha ha ha.
"Imbo parker, I feel like ndiri kufushirwa" pic.twitter.com/Cbs1Tu3lnU
— Tinazee☆ ???? (@tinazeeZW1) December 16, 2024