Top 3 Yangu Mu Sauna Season EP

Top 3 Yangu Mu Sauna Season EP

Saintfloew akadonhedza EP rake nyowani mazuva apfuura aya rinonzi Sauna Season. Munyori aingoverengera kuri sempla nguva yese iyi. Nhasi azongoorovera moyo padombo akarinzwa EP iri. Muimbi Saintfloew anoflowa zviri unique zvinoita kuti asiyane nevamwe vaimbi vagara varimo mu industry yekuimba. 

1) Gomba ichi chi banger munyori angotanga kugutsirira musoro and anzwa nekuchidzokorodza. Chi beat chacho chakabikwa chiri sick chopisa. Chiri ku trender chiri pa number 16 ku YouTube.

2) Ndichikura aka kano feature Jnr Brown. Munyori anga ane nguva asati anzwa mufesi weMadrinks. Zvinofadza kuona Jnr Brown achi feature apa. Ka trck bho hakashoreki. 

3) Jumanji aka kano feature Bagga na  Xiba. Kanonaka katrck aka. 

Maiona top 3 kubva muEP iri vanenge vachida kunzwa full EP munoribata apa