MaTwelebs Orwadziwa Nekupinda Mu30K Kwaiita 6ix

MaTwelebs Orwadziwa Nekupinda Mu30K Kwaiita 6ix

MaTwelebs aratidza kushungurudzika mumastreets nekupinda kwaiita 6ix mu 30K followers. Last time vairwadziwa ne pinned tweet yake yainge yaiita maraikisi ekuwanda. This time musambo wachinja yava nhau ye 30K. Haana zororo mukomana uyu hameno kuti akambonyatsotadzirana nema Twelebs pachiii.