Ndazvinzwa Ndapera Imi Makambotangawo Here? Tudzaa obvunza maTwimbo

Ndazvinzwa Ndapera Imi Makambotangawo Here? Tudzaa obvunza maTwimbo

Svondo rapfura mukomana anoitwa Tudzaa akauya pachirongwa VAKAMBOREMERA MASTREETS apo akataura zviri mumoyo make. 

"Imi vanhu munongoti Tudzaa apera imi Makambotangawo Here?" 

Akaenderera mberi "Imi maTwelebs enyu amuri kuvhaira nawo Aya pane akamboposta full stop ikaita 3000 likes? Musade kunditsamwisa" 

Mukoma Tudzaa vakati Havana kupera but vari muretirement. 

"I'm taking a break, I want to find myself and define who I am, I'm taking a spiritual journey of meditating but kungoti most vanhu are haters, vanobva vati Ndapera. Apera ndiRay Vines kwete Inini" vakadaro mukoma Tudzaa

"Musandifananidze nevanhu vaita mbiri nekuba maTweets from small accounts. Ini kare kangu ndaibika original content, in fact tell your twelebs vauye kumanotes, I'm starting a masterclass yekudzidzisa Twelebism"

Vakadaro mukoma Tudzaa vachinwa pfuko buttermilk.