Twitter Yambobheuka

Twitter Yambobheuka

Ma minutes apfuura aya Twitter yanga isiri kunzwa mushe. Yanga iri down kune vanhu vakasiyana siyana. Ndatozvionawo pandaiita log in ndobva ndatambirwa ne message yekuti welcome to twitter. Ndatombovhunduka ndikafunga kuti kasi ndavharirwa panze ne twitter zvinotyisa. 

 

Ndochi message chinowanzobuda kana munhu uchitanga kujoina Twitter.