Top 3 Yangu Mu VarandaEp

T1 Wema1 abura EP nyowani rinonzi Varanda. Chionai top 3 yangu iri pazasi apa, ndiwo andanyanya kufarira andipinda mubhonzo kupfuura mamwe.
1) Spencer Madziya
Yoo apa akachinja giya, ndo hip-hop kaa iyi. Ndatonzwa nekukadzokorodza kaka projuswa na Victor Enlisted. T1 anofanirwa kuramba achiimba maimbiro aakaita pa trck iri.
2) Tinebasa
Aka kaka projuswa na Victor Enlisted futi , ka trap skrrrrr skkrrrrr. Kandipinda mubhonzo kanoita kurovesa majaivhi. Beat racho riri sick rakaipa rakabikwa.
3) Varanda
Aka ndangobatwa batwa nema lyrics ako ari deep.
Maiona kaa top 3 yangu mu EP Varanda.Vanoda kuzonzwa full EP munoribata pama links ari pazasi apa.
Soundcloud : https://cutt.ly/2nisTEL
Audiomack : https://cutt.ly/FnisFgS