Jah Prayzah Adonhedza Video Nyowani 'Takarasima'

Jah Prayzah Adonhedza Video Nyowani 'Takarasima'

Mukomana adonhedza video nyowani re song yake inonzi Takarasima iri mu bhama rake Gwara. Ka video kacho kari bho ndafarira location yacho Zanzibar yaa hapana zvinoshoreka. Video racho rane 5 hours rabuda apa ratone 32K ma views pa Youtube.