Top 3 Yangu Kubva MuNyamaDriveEP RaKayflow

Top 3 Yangu Kubva MuNyamaDriveEP RaKayflow
Top 3 Yangu Kubva MuNyamaDriveEP RaKayflow
Top 3 Yangu Kubva MuNyamaDriveEP RaKayflow

Kayflow akadonhedza EP nyowani rinonzi NyamaDrive. Sezvandakambotaura kumashure uku kuti Kayflow ikind yemuimbi wekuti pese paanenge a feature panobva pawedzera kupisa, anoimba zviri natural zvisina kubuda tsinga sezvinoita vamwe vaimbi.

Ma bars ake anopisa anoimba reality. Vanoda kunzwa zvinyowani zvaatiburira munobaya apa. Ndakuchitaura top 3 yangu kubva mu EP iri. 

1) Gede aka kanoita kutambisa madhanzi.  kano feature Takura ma vocals avo akanyatsopindirana apa zvichinyatsoflowa zviri bho. Ndakaona kachipisa ku YouTube kari pa number 20. 

 

2) Musi Watamuka aka ndangotanga kuzunguza musoro kakaipa kano feature Nutty O. Kari kupisa kari pa number 24 ku YouTube. 

3) Tariro kari bho futi 

Ma trcks ese ari mu EP anospaka hapana kana one rinobhowa kana kurwadza kunzwa ndorandoti riri perfect.