KSG Di Don Adonhedza Vhidhiyo Nyowani

Ndanga ndichitozvifambirawo mumastreets ekumusha(Facebook) uko ndabva ndasangana nako aka kanonzi Ndidairewo kakaimbwa na KSG Di Don kakunaka.