Musanganiswa 1 : Brythreesixty, Rudo Amor, Zizoe Pamyk, Splits Loui, Pauline Njini

Musanganiswa 1 : Brythreesixty, Rudo Amor, Zizoe Pamyk, Splits Loui, Pauline Njini

Mazuva apfuura aya pakabuda ma trcks nema video akati ooh. Vanhu vese vari mumusanganiswa uno maZimbo. Ndombotanga na Brythreesixty akadonhedza trck nyowani rinonzi The Smoke raakaimba na Michael DeAngelo wekuchando(USA). Ma big moves aaaita kaa apa. 

 

Rudo Amor uyu ane video raakadonhedza rinonzi Satisfy. It's a dope video..

 

Topinda pana Zizoe Pamyk uyu i first time yangu kumunzwa inga ane chipo. Uyu akadonhedza Shuviro singles Bhama. Munoribata apa. Ndichazodzoka futi ne top 5 mubhama rake iri rakaipa. mombofanonzwa Dzoka irimo mu collection yake iyi. 

 

Splits Loui akadonhedza pressure kanzwei kari pazasi apa. 

 

Uyu ndasangana naye mumastreets anonzi Pauline Njini she is good. Ma vocals ake mmm akapenga. Chimbonzwai trck rake iri rinonzi Zvinoita

 

Musanganiswa wekutanga maunzwa kuchauuya umwe musanganiswa soon.