Mlue Jay Adonhedza Bhama Nyowani

Mlue Jay Adonhedza Bhama Nyowani
Mlue Jay Adonhedza Bhama Nyowani

Bhama riya randakambotaura nezvaro munaNdira ra Mlue Jay rinonzi Less Talk, More Action rabuda. Riku feature vaimbi vakaita sana Soko Matemai, Luminous, Indigo Saint, Lisa Mbali na Kuda K. Vanoda kurinzwa munoribata pazasi apa.