Mutsvene Gumi (Holy Ten) Adonhedza Deep Down Zaka Vhidhiyo

Mutsvene Gumi (Holy Ten) Adonhedza Deep Down Zaka Vhidhiyo

Munhu akabika chi beat che Deep Down Zaka anogona iyeye. Anyway back to zvandafambira kuno. Muimbi Holy Ten adonhedza vhidhiyo re trck rake Deep Down Zaka riri mubhama The Book Of Malachi

Muimbi uyu akati promisa mavhidhiyo ekuwanda kubva mubhama rake iri. Takuzviona akuita achimadonhedza mbichana mbichana. Ma trcks ake matatu achiri mu Top 20 Trending yeku YouTube akaita kutedzana kubva pa number 4, 5 ne 6 anoti Pressure, Zvivindi ne Deep Down Zaka.