Top 5 Yangu Kubva MuMixtape CornerStone raNutty O

Top 5 Yangu Kubva MuMixtape CornerStone raNutty O
Top 5 Yangu Kubva MuMixtape CornerStone raNutty O

Muimbi Nutty O anorova International stuff. Mixtape rake harirwanze kunzwa akagona. 

1) Kalendah aka kano feature Roberto na Driemo. Kanopisa ndanzwa nekukadzokorodza. 

2) Ndezvenyu aka kane message ndosaka ndakapinza pa list. Pane masasi andafarira ari pazasi apa. 

  • Zvikaramba kwauri hazvirambe kwandiri.
  • Hakuna life easy kufambira munzira ine minzwa uchida mafuro ari greener wotoshinga. 
  • I'm a born winner 
  • Nyangwe kukashata kunze hamungandihwine. 
  • Hwangu ndichahwugadzira 

3) PE aka ndangotanga kutambirira so pandanga ndichikanzwa hameno zvakari.

4) Jericho aka kakupisa ku YouTube ndokane ma views kupfuura mamwe ma trcks. Kano feature Bling4 na Bagga. 

5) Budai Mese aka kano feature M Killer na Naspa chi beat cheapa chiri sick chakaipa

Yaa maiona Top 5 Yangu padenga apo. Vanoda kurinzwa CornerStone Mixtape munoribata apa