Gore rino tichanzwa nema Smart chakadaro awandisa and zviri kunakidza. Kune ma SmartBiz, kwoti Smart4u then kwane nyowani iyi yavafunga kubura inonzi Smart4Home.
Ndamboda kuzvi ignowa ma messages e offer yacho akuita kuramba achiuuya hobho hobho. Zvekuti pamwe ndogona kuzomazama ndosiya SmartBiz ndikamaona ari favourable.
Sezvamuri kuona pamufananidzo vakuti ndikatenga router ravo ndowana 100gig dzekutanga mahara plus ne package yandinenge ndasarudza.
