Econet Ikufanirwa Kuvhurira Vanhu Vese maSmart4u Bhanduru
Econet ikufanirwa kungoita ma Smart4u bundles official. Ndane time yakati ooh ndichiona vachipa ma offer ebhakosi redata iri…
Econet ikufanirwa kungoita ma Smart4u bundles official. Ndane time yakati ooh ndichiona vachipa ma offer ebhakosi redata iri…
Ma first days network yavo yaive terrible pandakatanga kuishandisa. Area yangu yandogara yepa Ruwa apa yanga itorine 2G…
Ndane ma months akati ooh ndichiishandisa masai sai eTelone iri Fibre. Fibre yavo yasiyana ne ADSL yavo imwe…
First time yangu kublokwa nevanhu vemasai sai zvinotoshura. 2025 zvaari ma1. Nezuro manheru ndakangoti regai nditumire zvichemo zvangu…