Mukabaya pa *143# ku section ye data munomawona ari tii. Pavakatanga kumabura ma EcoCloud bundles, pa 30c waipihwa 25GB, pa65c uchipihwa 50GB. Now haa munhu wakutobuda $1.20 kuti upihwe 25GB, 1.80 kuti uwane 50GB.
Hameno kuti chiii chaita kuti vakwidze maprice acho but pakaipa. Kubva muma cents vachipinda mumadhora vazonyanya.
Before Vakwidza
25GB: 0.30
50GB: 0.65
100GB: $2.00
Unlimited: $2.80
After Vakwidza
25GB: $1.20
50GB: $1.80
100GB: $2.00
Unlimited: $6.10
Ma packages asina kuchinja ye 100GB ne imwe ye 40yuwesi. Vanoda kuzoziva more nezve EcoCloud munobaya apa.

