NetOne yakufanirwa kungoitawo chiSmartBiz chayo
Handina hangu mashoko akawanda ekutaura, but kungoita hope kuti NetOne ichaitawo ma packages e unlimited kunge zviri ku…
Handina hangu mashoko akawanda ekutaura, but kungoita hope kuti NetOne ichaitawo ma packages e unlimited kunge zviri ku…
Ine 2 ma packages e night bundle. Rekutanga ndere 28 ZiG vachipa 1 Gig dzoita last 2 nights.…
Gore rino tichanzwa nema Smart chakadaro awandisa and zviri kunakidza. Kune ma SmartBiz, kwoti Smart4u then kwane nyowani…
Ndane ma months akati ooh ndichiishandisa masai sai eTelone iri Fibre. Fibre yavo yasiyana ne ADSL yavo imwe…
Nezuro pandakabaya *151# yavo ndichida kuona kuti ikuita here yaitonyora zvima error message bla bla. Zvino nekukura kwayakaita…
Ndakaita ma years akati ooh ndichizama kuda kuwana sim card re TelOne. Haa zvakaramba ndakatosiyana nazvo zve sim…
Kune mariro nhasi ku Econet yamuka BP yakakwira. Yaiita review mabhanduru ayo nhasi (20 Chikumi) emari yedu yemuno.…
Pandamuka makuseni ano foni yangu yanga yakazara nemazi notifications. Pandazopinda online ndopandaona eeh eeh zvaari mashura. Kuona blog…