TelOne yaposta mabhanduru manyowani ndobva yadhilita
Hameno kuti ka technical glitch here or not. Manje chinenge chapostewa ku Twirra(Twitter yakunzi X mazuvaano) hachi dhilitike…
Hameno kuti ka technical glitch here or not. Manje chinenge chapostewa ku Twirra(Twitter yakunzi X mazuvaano) hachi dhilitike…
Handina hangu mashoko akawanda ekutaura, but kungoita hope kuti NetOne ichaitawo ma packages e unlimited kunge zviri ku…