NetOne Yabura Unlimited Bhanduru Nyowani
Netone yafunga kuti pakurira zvimwe zvitsva. Mazuva aabva aya yakaita introduce bhanduru rinonzi NoCap Weekend. Unlimited data richiita…
Netone yafunga kuti pakurira zvimwe zvitsva. Mazuva aabva aya yakaita introduce bhanduru rinonzi NoCap Weekend. Unlimited data richiita…
Mukabaya pa *143# ku section ye data munomawona ari tii. Pavakatanga kumabura ma EcoCloud bundles, pa 30c waipihwa…
Africom yakambondirera madays data paranga riri kudhura. Ndakambochovha nayo kwemakore akati ooh. Ndichishandisa line rayo re CDMA. Yaive…
Smart4U bundle rakatanga kusvika kwangu gore rino muna Kurume riri pa 5 dollars. I ignored the offer coz…
Netone yatipakurira zvitsva zvairi kuti NoCap Weekend. Munhu ukabaya pa *379# unomaona ari tii pa option number 5.…
Econet yabura new range yema lines ayo. Yanga ine ma range e 077 ne 078. Now yane new…