Netone yatipakurira zvitsva zvairi kuti NoCap Weekend. Munhu ukabaya pa *379# unomaona ari tii pa option number 5.

Ari kunzi anenge achishanda pa weekend chete. Iri kuti panenge pane unlimited data richiita 5 mayuwesi. Hameno kuti unlimited yavo inenge ine ma Gig mangani. Tichazoona nekufamba kwenguva kuti zvinenge zvakamira sei. Tongoti apa vabura ka mini Smart4u.

By tudzaa

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *