Smart4U bundle rakatanga kusvika kwangu gore rino muna Kurume riri pa 5 dollars. I ignored the offer coz mazuvaano ndiri fulltime ku TelOne.

Ndakazongobaya kuka area kanga kasina kana coverage ye Telone. Ndanga ndisina option ipapo ndikafoswa kujusa Smart4U. Apa ranga rakwidzwa mutengo rapa 10usd.
Ndakapihwa 16 Gig, ndakatotadza kuripedza. Coz network yacho yaiita zvainoda. Kuita browse kwaive bho but kuzoda ku streamer. Hapana kana chawaimboona ichingoita buffering. Its like vanozviitira deliberately.

Fast forward tave muna Gunyana handichaone ka option ke Smart4u ku *143#. Vakabvisa so haa munyama chaiwo. Ndangoita experience the Smart4u vibes zve mwedzi one chete. Hameno pamwe pamberi apo kachazodzoka.
