Ndakaita one 2 testing ye Unlimited Bundle re Netone, rinongoshanda pa weekend chete rinonzi NoCap Weekend. Rinoita 5usd kuritenga.

Pama speeds ndakatesta kekutanga ikandibuditsira 11mbps, pechipiri ikabuditsa 8mbps, pechitatu 15mbps, pechi4 2.8mbps, pechi5 ikaita 4.2mbps. So it seems kuti they throttle ma speeds but zviri naniwo.

Ndakastreamer zvese zvandaida ndikaneta. Panga pasina kana buffering it was smooth. Riri more stable kupfuura Smart4U.

Ndakanyatsosiya TV ichi streamer weekend yese. Ndichida kunyatsoona kuti ndichadya ma Gig akawanda sei. Ndakadya about 20Gb, zvamuri kuona pamufananidzo uri pazasi apa.

Vakaita kuti ritange kushanda Friday zvinganakidze more. Ndokuti munhu unyatsofilla kuti ndashandisa mari yangu nemazvo.

By tudzaa

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *