Chiremerera Yobheurwa NeMakuruwani

Yaa Chiremerera ya Jah Prayzah yakambopisa zvemwedzi wese ichi trender iri pa number one ku YouTube uko. Ndaitofunga kuti pamwe ichatochovha ma months iripo ipapo.
Makuruwani ya Voltz JT na Nutty O ikati unonyeba neimwe inonzi Ucharamba Uchipisa ya Holy Ten na Michael Magz. Chiremerera yadhingurwa yakutambira pa number 3. Hameno tichaona pamwe Chiremerera inogona kudzoka pa number one futi.
MAKURUWANI now #1 trending on Youtube…..TINOTENDA???? pic.twitter.com/nMT3o0nlKH
— Makuruwani???? (@Voltz_JT) June 17, 2023