Saintfloew Adonhedza kamwe kaBanger

Saintfloew Adonhedza kamwe kaBanger

Muimbi Saintfloew anogara achingobura twuma hits apa akabva kudonhedza kamwe kanonzi Mutemo Wemukombi. Munhu uchingotanga kukanzwa so unobva wanzwa manyukunyuku ekuda kuramba uchikaterera.

Same same nevhidhiyo racho haa zvakarongeka. Pasina kana 24 hours vhidhiyo racho re Mutemo Wemukombi ranga ravakuto trender riri pa number 6 ku YouTube. 

Mazuva apfuura aya aka feature mune kamwe kwmuimbi Julian King kanonzi One by one. Tichanzwa kuti achabura zvimwe zvipi.