Holy Ten Afunga Kudonhedza Bhama Nyowani

Holy Ten Afunga Kudonhedza Bhama Nyowani

Hapana mazuva akawanda abva kuita ChiCollab mubhama Eureka Eureka ra Winky D pa trck Ibotso. Now afunga kuti pakurira zvinyowani bhama rinenge richinzi The Book Of Malachi. Atirova nechi surprise mukomana. Tracklist racho muri kuriona pazasi apa. So far angodenhedza iyo yakanzi Crown kubva mubhama iri. Mune 3 ma trcks ane ma features evaimbi Majorsteez, Michael Magz, Epoxode. Haa pakaipa tiri pakati pekunzwa Eureka Eureka boom kwakuuya rimwe futi.