Winky D Adonhedza Kamwe Kanzwisa

Winky D Adonhedza Kamwe Kanzwisa
Winky D Adonhedza Kamwe Kanzwisa

Mazuva apfuura aya muimbi uyu anga arikudonhedza twunzwisa nzwisa twemubhama rake Eureka Eureka zvirikuita kuti mafans nevavengi vaite ruzha mumastreets maringe nebhama iri. Nhasi afunga kudonhedza chimwe chiCollab chinonzi  XYZ chino feature Qounfuzed. Vanoda kunzwa twunzwisa twacho munotwubata apa.