Splits Loui Akuramba Achibura Mangoma

Muimbi Splits Loui akadonhedza kamwe ka trck kanyowani kanonzi Muchaitasei mazuva apfuura aya. Hakarwadze kunzwa kari bho vanoda kukanzwa mokabata apa.
Gore rino akaipirwa muna Kukadzi akadonhedza On The Edge EP. Muna Kurume ndobva adonhedza Dhikisoni. Muna Kubvumbi ndobva adonhedza kure. Haa tichakwara nawo ma number gore rino.