Shining B aburitsa Wava Ex
Mukomana wepa Warren Park, (Shining B) anoimba musambo wechitendero achishandisa maBeats e Hiphop aburitsa kanziyo katsva kanonzi iko Wava Ex. Nziyo iyi yakabikwa nemugadziri wemimhanzi anobata aripa Kambuzuma anonzi Qbar.
Kambo aka kakaburitswa nezuro uyezve kavakuwakikwa pamhepo , tevera link iri unzwe kambo aka.