Top 6 Yangu Kubva MuEP Amasungura2 RaTanto Wavie

Top 6 Yangu Kubva MuEP Amasungura2 RaTanto Wavie
Top 6 Yangu Kubva MuEP Amasungura2 RaTanto Wavie

Tanto Wavie akatipakurira Amasungura2 tanga tanzwa nekunonokerwa. Kagitare kake haakasiye kanoita kuti zvinhu zvinakidze. EP iri randinakidza ndoripa 9/10. Ma trck ese anondispaka ane message ndanga ndichiita kunge ndiri mu classroom teacher Tanto vachidzidzisa havo. 

1) Wanikwe Jesu!  aka kagospapa ka banger kakupisa, kanoita kutambisa madhanzi kari pa number 19 ku YouTube after 6 days kabuda. Aka ndakamirira vhidhiyo rako. 

2) Chigumbu ndeye kuregererana achiti vanhu tofanirwa kuregererana kana tatadzirana. 

3) Zvatanga yambiro kune vanoda kuda kuita zverudo kuti vanhu vanyatsovhetana, musadanane nevanhu vane drama. 

4) Vanhu Vaye yake na Takura iri ku trender iri pa number 16 ku YouTube after 4 days yabuda. Vanhu vanozotangika kubatika kana zvakunyatsokufaira. Collabho ra Tanto na Takura rakagara raonekwa pamweya naTakudzwa. I hope kuti acharoteswa mamwe mafeatures epamberi apa. 

5) Dhe dhe dhe ndekekumbobvisa stress munhu unombofanirwa kumbozvifadza so. Vhidhiyo racho ratopo rabuda nhasi 1 Zvita. 

 

6) Favour ine ka message. 

Vanoda kunzwa EP Amasungura 2 munoribata apa