Holy Ten Adonhedza Ma Chills

Holy Ten  Adonhedza Ma Chills

Tanga taneta nekumirira razodonha video racho.So Ma Chills i second and final pre-release of Risky Life album rake richazobuda 16 April. So far video racho rane 9969 views.Haa panozopera week ma views anenge apfuura 40K chete hameno tichaona.

Vanoda kuona video racho riri pazasi apa.