Finance Minister Mthuli Ncube vakashambadza 2027 budget yeNyika mazuva apfuura ayo. Pavakaita ma adjustments kucustomy duty yemafoni anopinzwa muno. Yakadzikiswa kubva pa 25% kuenda pazero percent.

Madhuriro anomboita mamwe mafoni mudhorobha ma1. Ne 25% yabviswa iyi zvicharibatsirawo vamwe kuti titenge nema price akaderera. Pamwe ndopandichawana mukana wekutengawo iPhone.

N.B Mutero weVAT unenge uchiripo hakuna kwauri kuenda🙄.

By tudzaa

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *