Econet haina mazuva akawanda yabva kuitawo ma new digits ayo. Now NetOne yabva yati handinga saririre. Ikabura ayowo. Ma new digits anenge akutanga na 072 kubva ku 071.