A Martin Adonhedza Trck Nyowani

A Martin Adonhedza Trck Nyowani

A Martin afunga kutiburira ka trck katsva kanonzi Angie kano feature Phante kaka projuswa na Victor Enlisted. Ndototenda muimbi uyu aita kuti Phante abudikire kubva kuvafi dzanga dzane time dzisiri kubura mimhanzi.

 

 

Phante akabura mamwe ma number aipisa ma days andaive ku High School, akaita sana Miranda, Type Yangu, Usacheuke, Kana Ndada etc then ndobva dzati ziii. Anga ari chibaba che RNB ma days acho. Ndaitofunga kuti pamwe aka retire akumboita focus nezvimwewo. Manje anga arwadzisa isu vamwe ma fans ake kaa. So kumuona achibudikira kudaiso zvinofadza. 

Mavhiki apfuura aya  A Martin akatipakurira kanonzi One. Yaa adzoka zvemashuwa ndiye umwe anga ane time asiri kubura mimhanzi also. So ndazovhunza muimbi kuti pane zvimwe zvichauuya here pamberi apa akandipa mhinduro yamuri kuona pasi apa. 

'Yes there’s another song dropping next month and an EP on 7 August'

Yaa mazvinzwira tichakwara nemimhanzi gore rino. Vanoda kuziva more about A Martin mobaya apa