Jah Prayzah Akuramba Achingopisa

Jah Prayzah Akuramba Achingopisa

Ndaingoverengera kunzwa mabhama maviri aya emuimbi uyu. Ndakazongorovera moyo padombo ndikamanzwa. Zvaitonzwika kuti muimbi akaisa moyo nemuviri wese pakugadzira mabhama aya. Regai vanhu vabude mashavi haha. Munhu paunenge uchinzwa matrcks ake unongotanga kugutsirira musoro.

So Jah Prayzah akadonhedza mabhama ake maviri anoti Maita Baba ne Chiremerera mazuva apfuura. Vashoma vaimbi vanozvikwanisa zvekudonhedza mabhama maviri panguva imwe chete. 

Ndakuchitaura ma Top 5 angu maviri kubva mumabhama aya. 

Top 5 Yangu mubhama Chiremerera 

1) Chiremerera  
2) Hasha
3) Wanga Wakarara 
4) Gonan'ombe 
5) Pachedu

Top 5 Yangu mubhama Maita Baba

1) Wandibhowa 
2) Shungu 
3) Walletically 
4) Sarure
5)Wandakada

Trck rake rekuti Chiremerera richiri kupisa after maweeks three riri ku trender riri pa number one ku YouTube ne Apple Music riri pa number 2. Chiremerera manje manje inenge ichipinda muma mirrion views.

 

Trck rake Wandibhowa rino feature sisi Sha Sha riri mubhama Maita Baba richiri kutrender riri pa number 13 ku YouTube after ma weeks three. 

Ma Top 5 angu maawona kaa ayo hameno tichazonzwa kuti achabura zvimwe zvipi pamberi apa. Mamwe ma trcks ake aku trender ari pama number amuri kuona pazasi apa ku YouTube. 

Chiremerera  1
Wandibhowa  13
Wanga Wakarara 31
Tenda 35
Tocheka  36
Wandakada 38
Maita Baba  40
Hasha 42
Chero 46
Shungu 47
Zibundu 51
Gonan'ombe  54
Kurarama  57
Teya Mariva 66
Walletically  68
Pikiniki 75
Pachedu  76
Mhandu Yenhamo  89
Kamwenje  92
Ndorira 97
Sarure 98

Pamwe achatipakurira rimwe bhama futi. Vasati vamanzwa mabhama munomabata apa ne apa