Kae Chaps Adonhedza Zvikurwadza

Kae Chaps Adonhedza Zvikurwadza

Hameno kuti ndiani akatsemura moyo wa Kae Chaps. Akadzoka nekamwe kanonzi Zvikurwadza. Kakupisa kari pa number 7 ku YouTube uko. Anoimba zvine ma emotions mukati.

 

Tichazonzwa kuti achabura zvimwe zvinorwadza zvakaitasei pamberi apa.