Shingai akadzoka nekamwe kanopisa

Shingai akadzoka nekamwe kanopisa

Tsvarakadenga yedu Shingai yakadzoka nevhidhiyo nyowani re trck rayo Harare To Mutare iro rino feature Bryan K. Shingai ane voice ronakidza kunzwa harina kana ma scratches. Zvekuti ne feature yaakaisa zvakabva zvanyatsopindirana.

Shingai aka feature mubhama ra Winky D pa trck rekuti Dzimba Dzemabwe. Iro richiri kupisa nanhasi rane ma views 1.5 mirrion Vanoda kuriona vhidhiyo rake nyowani racho munoribata apa