Ndebele Icon Afunga Kutipakurira Zvinyowani
Ndebele Icon is a Matabeleland based artist real name Remmington Nyoni popularly known as Reezybouy. Pandakapedzesera kutaura nezvake anga abva kubura ka trck kanyowani kanonzi Monalisa kaka projuswa na Titusbeats.
Adzoka nekamwe kanonzi Time To Shine kakaprojuswa na Titusbeats zvakare. Anoimba ma genres akaita se hip-hop,afropop ne rnb. Anofarira kusanganisa mitauro yedu ye Ndebele ne Shona pama trcks ake. Vanoda kukanzwa kabatei pazasi apa.