Vhidhiyo Can't Get Ra Holy Ten Ropisa

Mazuva apfuura aya Holy Ten akadonhedza vhidhiyo nyowani re trk rake Can't Get. Iro riri mubhama rake Book Of Malachi richi feature Michael Magz. 

Vhidhiyo racho riri kutrender riri pa number 6 ku YouTube ne60K views. Akuramba achipisa mukomana akuramba achiiita zvaakativimbisa zvekudonhedza mavhidhiyo ekuwanda. 

 

Nezuro (1 March) akadonhedza katrck kanyowani kanonzi Put It down vanoda kukanzwa munokabata pazasi apa.