Econet yawedzera ma megabytes pama bundles ayo eWeek (7 days). Pa bhanduru re dollar munhu waipihwa 120mb ne 35 ma sms. Izvezvi padollar munhu wakupihwa 500mb ne 35 ma sms.
Re $1.50 munhu waimbowana 250mb ne 40 ma sms, izvezvi munhu wakuwana 750mb ne 40 ma sms.

Chishamiso ichi chatanga kuonekwa na @Emmanuel_zw wemumastreets eTwirra(X).
Mamwe mabhanduru haana kuita ma changes vangochinja ipapa. Vakaita mamwe ma changes zvechihwande hwande like zvavaiita apa, hapashaye anovabata toswera tazviziva 💀.