Netone yafunga kuti pakurira zvimwe zvitsva. Mazuva aabva aya yakaita introduce bhanduru rinonzi NoCap Weekend. Unlimited data richiita 5 mayuwesi roshanda pa weekend chete. Munhu ukabaya pa *379# unoriona riri tii pa option number 5.
Ndofunga one 2 testing ye NoCap Weekend inenge yakafamba mushe. Ndobva yafunga kubura chi Smartbiz chayo chi unlimited bundle chemwedzi wese. Bundle racho riri kunzi OneFi Wireless rinenge richiita 60 yuwesi.

Introducing NetOne OneFi Wireless! Enjoy UNLIMITED Data for $60, valid for 30 days. Visit any NetOne shop to buy your $1 geo-locked SIM and get activated on OneFi. Once set up, recharge and dial *371# for OneFi bundle purchases, or alternatively dial *217# to buy bundles on OneMoney. #YourDigitalSolutionsNetwork – Vamiririri VeNetOne.
Pakuzoti line rinenge riri geolocked apo vabhaiza. Rinenge rakungoshanda nzvimbo one. Then nekuti kunotenga rimwe new line vakungoda kuti tiiite ma lines hobho hobho. Tichaona kuti rinenge rakamira sei. Pandozodzoka nezvimwe zvekupenga ndinenge ndakuita compare unlimited bhanduru rayo nemamwe ma Telecoms.
Update 28 Sept 2026
NetOne yaposta nezve mabhunduru ayo manyowani ikadhilita. Pamwe vakuda kuita machanges.