Econet Yabura Zvimwe Zvinyowani MaSmart4Home Bhanduru
Gore rino tichanzwa nema Smart chakadaro awandisa and zviri kunakidza. Kune ma SmartBiz, kwoti Smart4u then kwane nyowani…
Gore rino tichanzwa nema Smart chakadaro awandisa and zviri kunakidza. Kune ma SmartBiz, kwoti Smart4u then kwane nyowani…
Staira inoitwa nemamwe ma Telecoms emuno ana Liquidhome, Telone etc yekuti ukapihwa line redata ronzi rinongoshanda nzvimbo/area one…
Econet ikufanirwa kungoita ma Smart4u bundles official. Ndane time yakati ooh ndichiona vachipa ma offer ebhakosi redata iri…
Ma first days network yavo yaive terrible pandakatanga kuishandisa. Area yangu yandogara yepa Ruwa apa yanga itorine 2G…
Ndane ma months akati ooh ndichiishandisa masai sai eTelone iri Fibre. Fibre yavo yasiyana ne ADSL yavo imwe…
First time yangu kublokwa nevanhu vemasai sai zvinotoshura. 2025 zvaari ma1. Nezuro manheru ndakangoti regai nditumire zvichemo zvangu…
Nezuro pandakabaya *151# yavo ndichida kuona kuti ikuita here yaitonyora zvima error message bla bla. Zvino nekukura kwayakaita…
Ndakaita ma years akati ooh ndichizama kuda kuwana sim card re TelOne. Haa zvakaramba ndakatosiyana nazvo zve sim…
Madays abva aya Econet yakaita revamp ka My Econet App kayo futi. Kane interface iri dope. Ndobva vaisa…
by Kedu Diva In 2016, Econet Wireless launched SASAI, a mobile app that promised to revolutionize the Zimbabwean…