Ongororo Ye Vanongoshora Ya Wyan

Ongororo Ye Vanongoshora Ya Wyan

Yaa munhu wese anotombosvika panguva yekumboshorwa shorwa so.Pandanzwa song iyi ndabva ndarangarira twuma awkward moments pandaimboshorwa shorwa woo. Lyrical content yemuimbi inobata bata hayo.Vanhu vanotaura taura and vanongoramba vachitaura taura zvinotoda kushinga.

Wyan aka The Nyanduri ndewe pa Gweru apa.Ane song yaakabura mazuva apfuura aya inonzi Vanongoshora.The song was recorded & mastered ku HitLab in Harare by Rayobeats & was produced by S.T.G. 

So ndakamuvhunza kuti chii chakazoita kuti unyore song iyi and his response was..

I wrote my song inscribed Vanongoshora after hearing some women from the church bad mouthing and gossiping other church members , they had to despise and undermine other people's achievements & their negativity drove me to an extent of writing this song.

Vanhu kumachechi uku mukuitasei haya. Song yacho munoibata pa Spotify or Apple or pa YouTube.