Nhamo Yekudhilita MaTweets

Nhamo Yekudhilita MaTweets

Mumastreets umu munotoda kushinga zvekushaya ma likes nema retweets zvinobata munhu wese. Haasi ma post ese anobudirira.

Mamwe maposts anoramba ari kumadrafts then mamwe kk anopindira mastreets but anoshaya interaction.Zvekuti munhu wega unobva wangoidhilita hako nekunyara.

Paka tweet kari pazasi apa comment section vanhu vakawanda vairatidza kuti vakusangana nayo nhamo yacho iyoyi zvinorwadza.Inobata ma accounts mahombe nemadiki acho.