Meta Yobura Zvinyowani

Meta Yobura Zvinyowani
Image by Gerd Altmann from Pixabay

Mazuva apfuura aya Meta yakaita introduces ma instagram channels. Ini nekuda zvinhu ndakabva ndatojoina Instagram channel yemukuru webhuku remeso Mark Zuckerberg. Ndichida kunyatsoona kuti munenge muchiitwa nezvei. 

So basically maInsta channels anonyanyoshanda kuma creators vanenge vachida kusheya ma updates kuma fans avo etc. Ma channels acho akanzi anoita support ma images, text, polls etc. Very soon ma channels aya achauuya Kubhukuremeso(Facebook) pamberi apa.

Pasina nguva Meta iya yakabva yabura chimwe chinyowani chinonzi Meta Verified. Chekuti vanhu munenge muchibhadhara pamwedzi kuti zvinhu zvako zvive Authentic. More details moiona pamufananidzo uri pazasi apa. 

Zvabva zvandifungidza pazvakaitwa introduced ku Twirra  zvekubhadhara kuwana ka verification mark. Vanhu vakaita kupopota now zvava uku.